MUSHA WATSAKATIKA? Poem by Chirikure Chirikure

MUSHA WATSAKATIKA?

Mashaiwa dzimwe nyaya here?
Hanzi musha watsakatika!
Musha watsakatika nhai?
Aizve! Musha wacho chiiko?

Handiti musha ndimi!

COMMENTS OF THE POEM
READ THIS POEM IN OTHER LANGUAGES
Close
Error Success