Kana aripo ndoda kumuvona. Neangu meso matsvuku tsvuku akatsvuka semhiripiri. Handineyi ndewehukama. Hazvineyi Muroyi wehama. Ndati kana aripo Ndoda kumuvona. Nhasi misodzi unosvimha a. Uchadura chakakonesa makunguwo kuti Ha a a ama. Iwo achigona kuti Ha a a ha a a Ha a a a a! .
Anematama makuru seyi. Mutema tema zvokusviba kunge Rima he e?
...
Read full text