Ishe makakomborera Africa. Mukaipa kuvanhu vatema. Makatipa zvicherwa zvese zvamakath ngazvive panyika. Mukati pazivo yandakupai ngaizare magariro netsika. Mukati muri vana vangu Mose. N'anga. Maporofita Mhombwe ne Vatenderi munashe.
...
Read full text